Heart Shaped Bandage 320x173.png

Shona translation of About Vaccines

Mishonga yekudzivirira inoponesa mamiriyoni maviri kana matatu evanhu pagore. Chero kupi kukaita vana vasina kubaiwa mishonga yokudzivirira, nharaunda dzinopinda panjodzi.

Chii chinonzi mushonga wekudzivirira?

  • Mushonga wekudzivirira, unenge uri majekiseni ekubaya nekudonhedzera ayo anodzivirira kubva kuzvirwere zvakakomba.
  • Mushonga unobatsira vanhu kuti vanzwe zvirinani kana varwara. Mishonga yekudzivirira inoita kuti vanhu vasatombobatwe nechirwere.
  • Mishonga yekudzivirira yakawanda inopihwa kuvana vacheche nokuti zviri nyore kuti vana vacheche varware, asi mishonga yekudzivirira inochengetedza zvehupenyu hwose.
  • Mushonga wekudzivirira wose une chirwere chaunotodzivirira saka zvakakosha kuti utorwe wose wakakwana. Mishonga yekudzivirira inoshanda sei?
  • Mishonga yekudzivirira inopa mwana wako masimba makuru okurwisa zvirwere zvose zvine ngozi.
  • Mishonga yekudzivirira inodzidzisa muviri wemwana wako kuti uzive nekurangaririra utachiona hunoita kuti varware. Mwana akabaiwa mushonga wekudzivirira akazosangana neutachiona hune ngozi, mushonga uya unobva wakasika kuziva nokurwisa utachiona huya.
  • Mishonga yekudzidzivirira unodzidzisa muviri kuti urwise zvirwere.

Chokwadi chishanu chezve mishonga yokudzivirira

Vaccine Fact 1.png

Mishonga yokudzivirira yakanaka uye inoshanda.

Vaccine Fact 2.png

Miaro amin'ny areti-mandoza ny vaksiny.

Vaccine Fact 3.png

Kanpa cuerpo asha sinchi kakpipash vacunakuna ashtawanmi sinchiyachin.

Vaccine Fact 4.png

Wakin vacunakunata cuerpopi churanaka ashtawanmi ayudan.

Vaccine Fact 5.png

Vacunakunata churanata sakikpika kutinmi unkushun.

Zvapfuura Zvinotevera