Ndinodzivirira sei mhuri yangu kubva kuCOVID-19?
Zvaungaita kuti uchengetedze mhuri yako kubva kuchirwere ichi:
- Geza maoko ako kakawanda uchishandisa sipo nemvura kana chigadzirwa chine doro mukati.
- Vhara muromo wako ne mhino ne gokora, kana woda kukosora kana kuhotsira shandisa ruoko wakaru ronyesa kana mapepa emhando.
- Chengetedza mita imwe chete pakati pako nevamwe vanhu.
- Gara uchifirita nekupukuta nzvimbo dzese dzinobatwa nevanhu kakawanda zvakaita se runhare, musuo, pekubatidzisa mwenje mumba, ne patinoshandira.
- Tsvaga rubatsiro kubva kune vehutano pachine nguva kana paita anopindwa nechando pakati pako nemwana wako, akosora, kana aita zvimwewo zviratidzo zveCOVID-19.
- Nzvenga nzvimbo dzine vanhu vakawanda, dzakamanika, uye yedza kugara kure neruzhinji.
- Pfeka masiki yako yejira nguva dzose kana uri pasingakwanisike kugara kure nruzhinji rwevanhu.
- Gara mauri makavhurwa hwindo.