11 Nutrition.png

Mazano Ezvehutano Panguva ye COVID-19.

Heano mazano epakudyisa mwana wako panguva yeCOVID-19.

Pane amwe mamiriro ekushandisa chimwe chisiri mukaka wezamu munguva yeCOVID-19 here?

Mukaka wezamu ndiwo wakanisa. Zvisinei, zvinokwanisa kutora nzvimbo yemukaka wemuzamu zvakaita se kuisa mukaka wemuchitoro mubhodhoro zvinobvumidzwa kana uri kurwara kusvika pakusagona kupa mwana mukaka wezamu. Mukaka wekugadzira mubhodhoro haufanire kushandiswa kana usina mvura yakachena nemudziyo yekuchenesa bhotoro remwana. Unokwanisa kutanga kupa mwana wako mukaka wakazara nekirimu kana ava ne mwedzi mitanhatu.

PaCOVID-19 ino, ndinokwanisa kupa chikafu kumwana wangu ane mwedzi mitanhatu zvichienda mberi here?

Hongu, unokwanisa kuramba uchipa mwana wako chikafu chakasiyana-siyana chakaita semichero, miriwo, mazai, chibage, mapira, bhinzi, hove nenyama mazua ose chero kuramba uchimupa mukaka wezamu kusvika ava nemakore maviri. Unofanira kugeza maoko ako nekuona kuti vana vagezawo maoko avo nemvura ine sipo uyezve munofanira kugara pamba nepose paunokwanisa. Gara ndiro nemakapu ako akachena nguva dzose.

Nei kudya kwakanaka kwakakosha panguva yeCOVID-19?

Kudya zvine hutano nekurovedzera muviri kwakakoshera kuti kunoitisa hutano hwakanaka uye hupenyu hwakareba.

Kuyamwisa mukaka zvakasarudzika kwakakosherei?

  1. Kuyamwisa kunobatsira pakuchengetedza mwana wako kubva kuzvirwere uye chikafu chakanaka chinoita kuti mwana akure zvakanaka.
  2. Mwana wako ane mwedzi mitanhatu anowana chikafu nemvura kubva kumukaka wezamu.
  3. Usafe mvura kana chimwei zvacho kumwana ane mwedzi mitanhatu chete.
  4. Chero kuchipisa, mukaka wezamu unongopedza nyota yemwana.
  5. Kupa wako chimwei zvacho zvinoita zvinoita kuti mwana wako usamwe mukaka izvo zvinozoita kuti mukaka wako ubude wavamushoma.
  6. Unokwanisa kupa mwana wako mushonga wakurudzirwa nachiremba.
Zvinotevera