02 Protecting my Family.png

Ndinodzivirira sei mhuri yangu kubva kuCOVID-19?

Zvaungaita kuti uchengetedze mhuri yako kubva kuchirwere ichi:

  • Geza maoko ako kakawanda uchishandisa sipo nemvura kana chigadzirwa chine doro mukati.
  • Vhara muromo wako ne mhino ne gokora, kana woda kukosora kana kuhotsira shandisa ruoko wakaru ronyesa kana mapepa emhando.
  • Chengetedza mita imwe chete pakati pako nevamwe vanhu.
  • Gara uchifirita nekupukuta nzvimbo dzese dzinobatwa nevanhu kakawanda zvakaita se runhare, musuo, pekubatidzisa mwenje mumba, ne patinoshandira.
  • Tsvaga rubatsiro kubva kune vehutano pachine nguva kana paita anopindwa nechando pakati pako nemwana wako, akosora, kana aita zvimwewo zviratidzo zveCOVID-19.
  • Nzvenga nzvimbo dzine vanhu vakawanda, dzakamanika, uye yedza kugara kure neruzhinji.
  • Pfeka masiki yako yejira nguva dzose kana uri pasingakwanisike kugara kure nruzhinji rwevanhu.
  • Gara mauri makavhurwa hwindo.
Zvapfuura Zvinotevera