Talking about COVID-19.png

Kutaura nezve COVID-19

Ivai mukwanisa kutaura. Vanenge vatonzwa zvimwe. Kunyarara nekupfimbika zviripo hazvi dzivirire vana vedu. Kuonesana chokwadi ne zviripachena zvinodzivrira. Funga kuti zvakadii zvanonzwisisa. Iwe nyatsoziva

Taurika newe uye terera Bvumidza vana vako kutaura zvakasununguka. Vabvunze mibvunzo iri pachena nekutsvaka zvavakuziva nechekare.

lva muchokwadi Nguva dzose pindura mibvunzo yavo neidi. Funga kuti akura zvakadii mwana wako uye zvii zaanonzwisisa.

lva mukurudziri Mwana wako anogona kutya kana kuvhiringika. Mupe mukana kutaurawo zvaanonzwa maari nekumuzivisa kuti uripo pakumutsigira.

Zvakanaka kusaziva mhinduro Zvakanaka kuti “Hatizive, asi tiri kushanda nazvo, kana kuti hatizive, ‘asi tinofunga.” Shandisa izvi semukana wekudzidza chimwe chinhu chitsva nemwana wako!

Magamba kwete nhubu Tsanangura kuti COVID-19 haina chekuita nechimiro chemunhu, kwaanobva, kana mutauro wake. Udza wako mwana kuti munogona kunzwira tsitsi vanhu vanorwara neavo vanovapa rubetsero.

Tsvaka nyaya dzevanhu vari kushandira kudzivirira denda neavo vari kuchengeta varwere.

Pedzisa Nemuero Wakanaka Tarisa kuti wako mwana ari wadi here. Muyeuchidze kuti une hanya naye uye anogona kutaura newe pese pese. Moita zvinonakidza muri mese!

Zvapfuura Zvinotevera