Musa's Fruit Party 1

Mabiko aMusa

Mabiko aMusa ibhuku rinotaura nezverudo, kupembera nehushamwari muhupenyu hwekakomana kadiki.

Baya pano kuti uverengerwe bhuku rino Kana kuti dzika pasi uzviverengere.

If you cannot view the above video, you can instead download it.

Musa's Fruit Party 4

Musa akasika kumuka. Nhasi ibhavhadhe rake. Musa anoti, “Ndiri kuda shamwari dzangu.”

Musa's Fruit Party 6

Kune mabiko aMusa Anesu aunza apple, aunza apple hombe.

Musa's Fruit Party 8

Nhasi mabiko aMusa. Tino auya nevise, vise dzvuku rinonaka.

Musa's Fruit Party 10

Nhasi mabiko aMusa. Chipo aunza bhanana. Bhanana rakakura kwazvo.

Musa's Fruit Party 12

Aya mabiko aMusa. Taku auya nemagirepu, magirepu matema akawanda.

Musa's Fruit Party 14

Pamabiko aMusa. Rudo auya nemapopo, mapopo rinotapira.

Musa's Fruit Party 16

Pamabiko aMusa. Tim auya nemadohwe, madohwe akanunira.

Musa's Fruit Party 18

Nhasi mabiko aMusa. Thandi auya neranjisi, ranjisi rinonhuhwirira.

Musa's Fruit Party 20

Nhasi mabiko aMusa. Sipho aunza mango, mango ine muto unonaka.

Musa's Fruit Party 22

Aya mabiko aMusa. Nhasi ibhavhadhe rake. Tiri kuda kushamisa Musa. Tauya kuzopemberera.

Musa's Fruit Party 24

Aya mabiko aMusa. Munhu wese auya nemuchero Musa auya achisekerera.

Musa's Fruit Party 26

Yaaa! Mabiko aMusa anga achitapira, machikichori chaiwo!

Musa's Fruit Party 28
Musa's Fruit Party 29
Musa's Fruit Party 32
Zvapfuura Zvinotevera