Budgeting.png

Mavakirwo eHurongwa hwe Bhajeti yeMhuri

Chii chinonzi bhajeti?

Urongwa hwezvishandiswa ndihwo huno sarudza kuti Ndepapi pachashandiswa mari yedu, nyange munguva dzekushushikana.

Unogadzira sei urongwa hwema shandisirwo ezvinhu muurongwa hwemhuri?

budget without words

1. Tsvaga kuti munharaunda mako munowanikwa rubatsiro.

  • Hurumende yenyu inogona kunge ichipa mari, kana zvekudya kumhuri munguva ye COVID-19.
  • Bvunza kana kuine nzvimbo dzirikupihwa rubetsero munharaunda yako.

2. Gadzira gwaro rinoratidza zvaunoshandisa izvozvi.

  • Tora pekunyorera ne chinyoreso.
  • Mari inoshandiswa nemhuri yenyu pazvekudya nezvimwe zvamunoda pamwedzi wega wega. Nyora Kuti imarii inoda kushandiswa nemhuri yenyu mwedzi uno!
  • Gadzira mifananidzo yezvinhu zvose iwe nemhuri yako zvamunoshandisira mari pamwedzi.
  • Pakateedzana nemufananidzo wega wega nyora mutengo wacho, uye kuti zvingani zvaunoda pamwedzi.

3. Taura nezve zvinodiwa nezvinoshuvirwa.

  • Zvinodiwa: zvinhu zvakakosha kana zvinodiwa nemhuri yako? (Zvinenge: zvekudya, sipo yekugezesa Maoko, mishonga inodiwa neve mhuri).

4. Kugadzira gwaro rezvidikanwa.

  • Tsvaga tsapo yematombo kana chese chiri muzvikamu nezvidimbu. Ndizvo muenzaniso wemari yako pamwedzi.
  • Semhuri, chisarudzai mifananidzo iyo muchashandisira mari, mobva maisa matombo pamufananidzo wacho.
  • Kana mukagona kuchengetedza ingave shoma hayo mari inozoshandisika mune ramangwana kana Padambudziko - zvinorumbidzwa!
Budgeting b.png

Tinotenda nekuverenga! Chinangai paminongedzero iri pazasi kuti mukpakurirane nevamwe pfungwa dzenyu nezve izvi zvekuchengeta vana muchidimbu.

Zvapfuura Zvinotevera