07 Fun at Home.jpg

Kunakidzwa uri Kumba

Heano mazano ezvekuita zvinonakidza uri kumba asi zvisingade zvakawanda!

07 Fun at Home a.png

Nyaya dzinoratidzwa nemufananidzo

  • Funga nyaya yaunofaririra kunzwa kana kuteerera. Unokwanisa kuva yeshuwa, yechinyakare, kana yawazvigadzirira.
  • Funga zvakakosha zvakaitika zvitanhatu, kusanganisira kutanga nekupera.
  • Peta kabepa katanhatu. lsa mifananidzo mitanhatu yezvakakosha mumabhokisi.
Fun AT Home B

Tsvaga Nhetembo

  • Swera zuva rako uchiterera zvinhu zvaunoda sekunzwa vanhu vachitaura. Nyora mazwi acho pasi aunonzwa.
  • Gadzira nhetembo nekuisa mazwi nemitsetse zvese nehurongwa hwaunoda.
Fun At Home C

Chiringo Chemufaro

  • Unganidza mameseji ese akanaka anotaura nezvehupenyu kubva kumabhuku awakaverenga. Wedzerawo zvaunofunga pamameseji akanaka aya. - Nyora meseji imwe neimwe pabepa woisa muchirongo.
  • Makuseni ese tora mitsetse kubva kuchirongo chako woverenga kana kuverengera vamwe.
07 Fun at Home d.png

Shandisazve

  • Tsvaga magazini rakudhara, bepa rine mavara akasiyana, kana zvidhende.
  • Zvicheke kuita tumasikweya tudiki woita centimita rimwe.
  • Gadzira mufananidzo nokubatanidza masikweya aye kuitabepa rimwe.
07 Fun at Home e.png

Fungidzira Nzvimbo Yakanaka

  • Tsvaga nzvimbo munharaunda menyu.
  • Fungidzira zvingaite kuti ive nzvimbo yakanaka.
  • lta mufananidzo kuratidza zvawaona.
07 Fun at Home f.png

Fungidzira chinhu chaungadzira

  • Funga nezve dambudziko raunosangana naro mazuva ese. Rinokwanisa kuva rakakura kana kuti risiri.
  • Fungidzira chaungagadzira kuti ripere.
  • Gadzira mufananidzo wezvawafungidzira. Nyora pasi zvawafunga kuti vamwe vazonzwisisa.
07 Fun at Home g.png

Ziso reshiri neziso retsikidzi

  • Fungidzira kuti nzvimbo yemunhauranda yakaitasei uchishandisa maziso eshiri iri kubhururuka kana kuti yakagara kumusoro kwemuti. Ita mufananidzo wezvaunenge waona.
  • Fungidzira nzvimbo iyoyo zekare uchishandisa maziso esvosve kana ngoko yakamira pasi. Gadzira mufananidzo wezvawaona.
Fun at Home

Mafuremu emifananidzo

  • Tsvaga hurungudo, mapepa, namo, chekutarisa nebepa renhau.
  • Batanidza hurungudo nechekutarisa womirira kuti zviome.
  • Cheka pakati pebepa wopashandisa sepikichafuremi
Zvinotevera