I am Rudo_Shona 1

Ndinonzi Rudo

Ndinonzi Rudo inyaya yemusikana mudiki anonzi Rudo. Bhuku iri rinotanga netsika yekuberekwa kwevana kumusana.

Baya pano kuti uverengerwe bhuku rino Kana kuti dzika pasi uzviverengere.

If you cannot view the above video, you can instead download it.

I am Rudo_Shona 4

Ndinonzi Rudo

I am Rudo_Shona 6

Amai vangu vanondida.

I am Rudo_Shona 8

Tete vangu vanondida.

I am Rudo_Shona 10

Baba vangu vanondida.

I am Rudo_Shona 12

Sisi vangu vanondida.

I am Rudo_Shona 14

Mukoma wangu anondida.

I am Rudo_Shona 16

Sekuru vanondida.

I am Rudo_Shona 18

Ambuya vanondida.

I am Rudo_Shona 20

Ndinonzi Rudo, ndinodiwa.

I am Rudo_Shona 24
Zvapfuura Zvinotevera