I love to Read_Shona 1

Ndinofarira kuverenga

Ndinofarira kuverenga inyaya inoratidza vana vakasiyana-siyana vari munzvimbo dzakasiyana-siyana (kudhorobha/kumusha, vakomana nevasikana, vane hurema nevasina) vachiverenga mabhuku avo.

Baya pano kuti uverengerwe bhuku rino Kana kuti dzika pasi uzviverengere.

If you cannot view the above video, you can instead download it.

I love to Read_Shona 4

Ndinofarira kuverenga.

I love to Read_Shona 6

Ndinofarira kuverenga kana ndichirwara. Kuverenga kunondiita kuti ndinzwe zviri nani.

I love to Read_Shona 8

Ndinofarira kuverengera vabereki vangu.

I love to Read_Shona 10

Ndinofarira kuverenga ndiri pamusika.

I love to Read_Shona 12

Ndinofarira kuverenga ndisati ndaenda kunorara.

I love to Read_Shona 14

Ndinofarira kuverenga mukombi ndichibva kuchikoro.

I love to Read_Shona 16

Ndinofarira kuverenga neshamwari dzangu.

I love to Read_Shona 18

Ndinofarira kuverenga mapundu ebraille nezvigunwe zvangu.

I love to Read_Shona 20

Ndinofarira kuverenga ndichigerwa musoro.

I love to Read_Shona 22

Ndinofarira kuverenga zvinenge zvakanyorwa pamadziro.

I love to Read_Shona 24

Ndinofarira kuverenga ndakasunama.

I love to Read_Shona 26

Ndinofarira kuverenga neminwe yangu.

I love to Read_Shona 28

Ndinofarira kuverenga nevakoma nehanzvadzi dzangu.

I love to Read_Shona 30

Ndinofarira kuverenga ndichifudza mombe.

I love to Read_Shona 32

Ndinofarira kuverenga patinoenda kunochera mvura.

I love to Read_Shona 34

Ndinofarira kuverenga pese-pese nguva dzese.

I love to Read_Shona 38
Zvapfuura Zvinotevera